Mabasa 6:3-4
Mabasa 6:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hama, sarudzai varume vanomwe pakati penyu vanozivikanwa kuti vakazadzwa noMweya nouchenjeri. Isu tichaisa basa iri kwavari, uye ticharamba tiri pakunyengetera napaushumiri hweshoko.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 6Mabasa 6:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino hama dzangu, tsanangurai pakati penyu varume vanomwe, vanopupurirwa zvakanaka, vazere naMweya nouchenjeri, vatingaisa pabasa iri. Asi isu tichatsungirira pakunyengetera napabasa rokuparidza shoko.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 6Mabasa 6:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo hama dzangu sarudzai pakati penyu varume vanomwe vane zita rakanaka vazere naMweya noungwaru vatinogona kupa basa iri. Asi isu tozvipira kubasa rokunamata nokuva vashandiri veShoko.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 6