Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaKorose 3:16-17

ƲaKorose 3:16-17 SUB1949

Shoko raKristu ŋgarigare mukati menyu riwande; nokucenjera kwose mudzidzisane, nokurairana namapisarema, nenziyo, neɀiimbo ɀomŋeya, muimbire Mŋari nenyasha mumŋoyo menyu; ʋuye ɀose ɀamunoita, kana ɀiri ɀeshoko kana ɓasa, itai ɀose nezita raShe Jesu, muciʋoŋga Mŋari Ƃaɓa naye.

Verenga chikamu ƲaKorose 3