asi makaɀikudza pamberi paShe wokuɗeŋga; midziyo yeimba yake yakaʋuyiswa pamberi penyu, imi namadzishe enyu naʋakadzi ʋenyu naʋaroŋgo ʋenyu mukanwa waini nayo; makarumbidza ʋamŋari ʋesirveri nendarama neɗare namatanda namabge, ɀisiŋgaʋoni kana kunzwa kana kuziʋa; asi iye Mŋari, wakaɓata mŋeya wenyu muruʋoko rwake, unoziʋa nzira dzenyu dzose, hamuna‐kumukudza iye.
Verenga chikamu Danieri 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Danieri 5:23
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo