Ɀino kana muprofita kana muroti akamuka pakati pako, akakuratidza ciratidzo kana cinoshamisa, ico ciratidzo kana cinoshamisa cikaitika, caakataura kwauri, aciti: Ŋgatiteʋere ʋamŋe ʋamŋari, ʋawakaŋga usiŋgaziʋi, tiʋashumire; usaterera mashoko omuprofita uyo kana muroti uyo, nokuti Jehova Mŋari wenyu unokuidzai, kuti aziʋe kana muciɗa Jehova Mŋari wenyu nomŋoyo wenyu wose ʋuye nomŋeya wenyu wose.
Verenga chikamu Deuteronomio 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Deuteronomio 13:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo