Muparidzi 3
3
Cinhu cimŋe necimŋe cakatarirwa ŋguʋa yaco naMŋari.
1Cinhu cimŋe necimŋe cinomusi waco, ʋuye shoko rimŋe nerimŋe pasi peɗeŋga rineŋguʋa yaro: 2Ŋguʋa yokuɓerekwa, neŋguʋa yokufa; ŋguʋa yokusima, neŋguʋa yokudzura cakasimŋa; 3ŋguʋa yokuʋuraya, neŋguʋa yokuporesa; ŋguʋa yokuputsa, neŋguʋa yokuʋaka; 4ŋguʋa yokucema, neŋguʋa yokuseka; ŋguʋa yokuwuŋgudza, neŋguʋa yokupembera; 5ŋguʋa yokurasha mabge, neŋguʋa yokuʋuŋganidza mabge; ŋguʋa yokumbundikira, neŋguʋa yokurega kumbundikira; 6ŋguʋa yokutȿaka, neŋguʋa yokurega ɀirashike; ŋguʋa yokuceŋgeta, neŋguʋa yokurasha; 7ŋguʋa yokubvarura, neŋguʋa yokusona; ŋguʋa yokunyarara, neŋguʋa yokutaura; 8ŋguʋa yokuɗa, neŋguʋa yokuʋeŋga; ŋguʋa yokurwa, neŋguʋa yorugare. 9Ko iye unoɓata unoɓatsirwei neɀaanotamburira? 10Ndakaʋona kutambudzika kwakapiwa ʋanakomana ʋaʋanhu naMŋari, kuti ʋaɀitambudze naɀo. 11Cinhu cimŋe necimŋe wakaciita cakanaka paŋguʋa yaco; wakaisa ʋo ɀisiŋgaperi mumŋoyo maʋo, kunyaŋge ɀakaɗaro munhu haaŋgagoni kunzwisisa ɀakaɓatwa naMŋari kubva pakutaŋga kuȿikira pakupedzisira. 12Ndinoziʋa kuti hakunecinhu cakanaka pakati paʋo ciŋgapfuʋura ici, kuti ʋafare, ʋuye kuti ʋaite ɀakanaka ʋupenyu bgaʋo bgose. 13Ʋuye ʋo, kuti cipo caMŋari kuti munhu mumŋe nomumŋe adye, anwe, afarire ɀinhu ɀakanaka pakuɓata kwake kwose. 14Ndinoziʋa kuti ɀose ɀinoitwa naMŋari, ɀicagara nokusiŋgaperi; hakunecinhu ciŋgawedzerwa, kana ciŋgabviswa paɀiri; Mŋari wakaɀiita iɀoɀo, kuti ʋanhu ʋamutye. 15Ɀiri’po ɀino, ɀakaŋguʋa ɀaʋa’po; ʋuye iɀo, ɀicaʋa’po, ɀakaŋguʋa ɀaʋa’po; Mŋari unotȿaka ɀe ɀakaŋga ɀapfuʋura.
16Ʋuye ɀe, ndakaʋona pasi pezuʋa, kuti panɀimbo yokururamisira, ɀakaipa ɀakaŋga ɀiri’po; ʋuye panɀimbo yokururama, ɀakaipa ɀakaŋga ɀiri’po. 17Ndakati mumŋoyo maŋgu: Mŋari ndiye ucatoŋga wakarurama nowakaipa; nokuti ŋguʋa iri’po yeshoko rimŋe nerimŋe neɓasa rimŋe nerimŋe. 18Ndakati mumŋoyo maŋgu: Iɀi ɀinoitwa nokuɗa kwaʋanakomana ʋaʋanhu, kuti Mŋari aʋaidze, ʋaʋone kuti iʋo ʋamene ʋakaŋgoita semhuka. 19Nokuti ɀinoitirwa ʋanakomana ʋaʋanhu ndiɀo ɀinoitirwa ʋo mhuka; ɀose ɀinoitirwa cinhu cimŋe: Mufire womunhu, ndiwo mufire wemhuka, ɀose ɀinomŋeya mumŋe; munhu haana‐paanopfuʋura mhuka; nokuti ɀose haɀinamaturo. 20Ɀose ɀinoenda kunɀimbo imŋe; ɀose ɀinobva pavu, ɀose ɀinodzokera ɀe kuvu. 21Ndiani uŋgaziʋa kana mŋeya womunhu ucikwira kumsoro, kana mŋeya wemhuka uciɓurukira pasi kunyika? 22Saka ndakaʋona kuti hakunecinhu cinopfuʋura ici, kuti munhu afarire maɓasa ake, nokuti ndiwo mugoʋe wake; nokuti ndiani ucamudzosa ɀe kuti aʋone ɀicamuteʋera.
Zvasarudzwa nguva ino
Muparidzi 3: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: