ƲaEfeso 3
3
Ʋahedeni ʋakaɗanwa ʋo kuti ʋagare nhaka.
1Nemhaka iyi, ini Pauro, ndiri musuŋgwa waKristu Jesu nokuɗa kwenyu, imi ʋahedeni, — 2kana makanzwa henyu kugoʋerwa kwenyasha dzaMŋari dzandakapiwa pamsoro penyu; 3kuti ɀakaŋga ɀakaʋanzika ɀakandiziʋiswa pakuzarurirwa, seɀandakambokunyorerai namashoko mashoma; 4kana muciaraʋa iwo, muŋgaʋona kuziʋa kwaŋgu paneɀakaʋanzika ɀaKristu; 5ɀakaŋga ɀisina‐kuziʋiswa ʋanakomana ʋaʋanhu panedzimŋe ŋguʋa, seɀaɀakazarurirwa ʋaapostora ʋatȿene, naʋaprofita ɀino muMŋeya; 6ɀokuti: Ʋahedeni ʋadyi ʋenhaka pamŋe cete nesu, nemitezo yomuʋiri pamŋe cete nesu, ʋakagoʋerwa ʋo pamŋe cete nesu cipikirwa munaKristu Jesu neEvaŋgeri; 7yandakaitwa mushumiri wayo necipo cenyasha dzaMŋari, candakapiwa nokuɓata kwesimba rake. 8Ini, muɗuku kwaɀo kuʋatȿene ʋose, ndakapiwa nyasha idzi, kuti ndiparidzire ʋahedeni fuma isiŋganɀerwi yaKristu, 9nokuratidza ʋose kuti kugoʋerwa kwakaɗiniko kweɀakaʋanzika, ɀakaŋga ɀakafukidzwa munaMŋari, wakasika ɀose, kubva paŋguʋa yokutaŋga; 10kuti ɀino ʋaɓati naʋanesimba kuɗeŋga ʋaziʋiswe nekereke kucenjera kukuru kwaMŋari; 11secireʋo cokutaŋga‐taŋga caakatema munaKristu Jesu, Ishe weɗu; 12maari tinokutsuŋga kweɗu nokupinda kweɗu tisiŋgatyi, nokutenda kwake. 13Saka ndinokumbira kuti murege kupera mŋoyo nokutambudzika kwaŋgu pamsoro penyu; ndiko kukudzwa kwenyu.
Pauro unonyeŋgeterera ƲaEfeso.
14Nemhaka iyi ndinofugama namabvi aŋgu kunaƂaɓa, 15aʋo, rudzi rwose kuɗeŋga napanyika runotumidzwa nezita raʋo, 16kuti ʋakupei pafuma yokubginya kwaʋo kukuru, simba kuti musimbiswe noMŋeya waʋo mumunhu womukati; 17kuti Kristu agare pamŋoyo yenyu nokutenda; kuti imi, munemidzi yenyu nenheyo dzenyu muruɗo; 18muʋe nesimba rokunzwisisa pamŋe cete naʋatȿene ʋose, kuti kufara, nokureɓa, nokukwirira, nokudzika kwakaɗiniko, 19nokuziʋa ruɗo rwaKristu, runopfuʋura kuziʋa, kuti muzadziswe nokuzara kwose kwaMŋari.
20Ɀino, iye unesimba rokuita ɀikuru kwaɀo ɀinopfuʋura ɀose ɀatinokumbira kana ɀatinofuŋga, nesimba rinoɓata mukati meɗu, 21ŋgaaʋe nokubginya mukereke munaKristu Jesu, kuȿikira kumarudzi ose nokusiŋgaperi‐peri, Ameni.
Zvasarudzwa nguva ino
ƲaEfeso 3: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: