Estere 3
3
Hamani unoidza kuparadza ʋaJuda.
1Shure kwaiɀoɀo mambo Ahashveroshi wakakudza Hamani mŋanakomana waHamedata muAgagi, akamuita mukuru nokumupfuʋudza aʋe mukuru kumacinda ake ose. 2Ɀino ʋaranda ʋose ʋamambo ʋakaŋga ʋari pasuʋo ramambo ʋakakotama nokufugamira Hamani; nokuti mambo wakaŋga araira saiɀoɀo pamsoro pake. Asi Mordekai haana‐kukotama kana kumufugamira. 3Ipapo ʋaranda ʋamambo ʋakaŋga ʋari pasuʋo ramambo ʋakati kunaMordekai: Iwe unoɗarikireiko murairo wamambo? 4Ɀino ʋakati ʋataura naye mazuʋa ose, iye aciramba kuʋaterera, ʋakaʋudza Hamani kuti ʋaʋone kana mashoko aMordekai aŋgaʋa nesimba; nokuti wakaʋaʋudza kuti iye muJuda. 5Ɀino Hamani wakati aciʋona kuti Mordekai haakotami kana kumufugamira, Hamani akaʋa neshuŋgu kwaɀo. 6Asi wakashoʋora kuʋuraya Mordekai oga, nokuti ʋakaŋga ʋamuziʋisa rudzi rwaMordekai; naiɀoɀo Hamani akatȿaka kuparadza ʋaJuda ʋose ʋakaŋga ʋari paʋushe bgose bgaAhashveroshi, irwo rudzi rwaMordekai. 7Ɀino pamŋedzi wokutaŋga, uri mŋedzi weNisani, pagore regumi namaʋiri ramambo Ahashveroshi, ʋakakanda Puri, ndiyo mijenya, pamberi paHamani zuʋa rimŋe nerimŋe, pamŋedzi mumŋe nomumŋe, kuȿikira pamŋedzi wegumi nemiʋiri, ndiwo mŋedzi weAdari. 8Hamani akati kunamambo Ahashveroshi: Rumŋe rudzi rwaʋanhu ruri’ko, rwakapararira nokutekeshera pakati paʋanhu pamatiʋi ose enyika dzoʋushe bgenyu; mirau yaʋo yakasiyana neyaʋamŋe ʋanhu, haʋaceŋgeti mirau yamambo; saka mambo haafaniri kuʋarega ʋari’po. 9Kana mambo acifara naɀo, ŋwadi ŋgainyorwe kuti ʋaparadzwe; ini ndicaɓuɗisa matarenta aneɀuru ɀinegumi esirveri#3:9 Mari ineŋge £4,000,000. pamaʋoko aʋatariri ʋeɓasa ramambo, ʋaaise paɀiʋigiro ɀefuma yamambo. 10Ipapo mambo akabvisa cindori cake paruʋoko rwake, akacipa Hamani mŋanakomana waHamedata muAgagi, muʋeŋgi waʋaJuda. 11Mambo akati kunaHamani: Iwe naʋanhu ʋako muŋgatora sirveri iyo, muite nayo seɀaunoɗa iwe. 12Ipapo ʋanyori ʋamambo ʋakaɗanwa nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namatatu, ɀose ɀikanyorwa Hamani seɀaakaraira macinda amambo, naʋaɓati ʋaiɓata rutiʋi rumŋe norumŋe rwenyika naʋakuru ʋorudzi rumŋe norumŋe; rutiʋi rumŋe norumŋe rwenyika rwakanyorerwa nomunyorere warwo, ʋuye rudzi rumŋe norumŋe norurimi rwarwo; ɀikanyorwa nezita ramambo Ahashveroshi ndokusimbiswa necindori camambo. 13Ŋwadi dzikatumŋa nenhume dzinomhanya kumatiʋi ose enyika dzamambo, kuti ʋaJuda ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, naʋana ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaparadzwe nokuʋurawa nokupedzwa pazuʋa rimŋe, pazuʋa regumi namatatu romŋedzi wegumi nemiʋiri, uri mŋedzi weAdari, ʋuye nenhumbi dzaʋo dzose dzipambge; 14mashoko orunyoro urwu akatumŋa kuʋanhu ʋose, kuti cireʋo ciparidzwe pamatiʋi ose enyika, kuti ʋaɀigadzirire zuʋa iro. 15Nhume dzinomhanya dzikacimbidzikiswa nomurairo wamambo, cireʋo cikaziʋiswa paShushani panhare yamambo; ipapo mambo naHamani ʋakagara pasi ʋakanwa; asi guta reShushani rakadzianiswa.
Zvasarudzwa nguva ino
Estere 3: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: