Ɀino ʋusiku ubgo mambo wakashaiwa hope, akaraira kuti ʋaʋuye nebuku yamashoko amakoronike, akaraʋirwa mambo. Ʋakawana kuti pakanyorwa kuti Mordekai wakaɗeya kuziʋisa mashoko aBigtana naTereshi, ʋaranda ʋaʋiri ʋamambo pakati paʋarindi ʋomukoʋa, ʋakatȿaka kuʋuraya mambo Ahashveroshi.
Verenga chikamu Estere 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Estere 6:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo