Ŋaŋga dzikaita saiɀoɀo noʋuroyi bgadzo kuti dziɓuɗise ʋutuŋga, asi hadzina‐kugona; ʋutuŋga bgakaŋga ʋuri paʋanhu napaɀipfuwo. Ɀino ŋaŋga dzakati kunaFarao: Munwe waMŋari; asi mŋoyo waFarao wakawomeswa, akasaʋaterera, seɀakaŋga ɀarebga naJehova.
Verenga chikamu Eksodo 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Eksodo 8:18-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo