Ɀino ʋakapukunyuka pakati penyu ʋacandiraŋgarira pakati pamarudzi, kwaʋacatapirwa, kana ndaputsa mŋoyo yaʋo yokufeʋa, yakandirasha, nameso aʋo aipata aciteʋera ɀifananidzo ɀaʋo; ʋacaɀisema iʋo ʋamene pamsoro peɀakaipa ɀaʋakaita paɀinyaŋgadzo ɀaʋo ɀose.
Verenga chikamu Ezekieri 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ezekieri 6:9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo