Nokuti tiri ʋaranda; kunyaŋge ɀakaɗaro Mŋari haana‐kutirasha paʋuranda bgeɗu, asi wakatinzwisa tsitsi pamberi pamadzimambo ePersia, akatiponesa ɀe, kuti timutse ɀe imba yaMŋari weɗu, nokugadzira matoŋgo ayo, nokutipa ruȿiŋgo paJuda napaJerusarema.
Verenga chikamu Ezra 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ezra 9:9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo