ƲaHeberu 3
3
Kristu mukuru kunaMosesi.
1Naiɀoɀo, hama tȿene, ʋagoʋerani neni pakuɗanwa kunobva kuɗeŋga, fuŋgai ɀakanaka Muapostora noMuprista mukuru wokupupura kweɗu, iye Jesu, 2wakaŋga akatendeka kunaiye wakamugadza, saMosesi ʋo muimba yake yose. 3Nokuti uyu wakanzi wakafanira kukudzwa kupfuʋura Mosesi, muʋaki weimba seɀaanokudzwa kupfuʋura imba; 4nokuti imba imŋe neimŋe inoʋakwa nomunhu, asi iye, wakaʋaka ɀose, ndiye Mŋari. 5Ɀino Mosesi wakaŋga akatendeka muimba yake yose somuranda, kuti aʋe capupu ceɀinhu ɀaifanira kuzotaurwa, 6asi Kristu soMŋanakomana, wakaiswa pamsoro peimba yake; iye, tiri imba yake isu, kana tikaɓatisisa kuȿika pakuguma kusatya kweɗu netariro yatinoɀirumbidza pamsoro payo. 7Naiɀoɀo, seɀinotaura Mŋeya Mutȿene, aciti:
Nhasi, kana mucinzwa inzwi rake,
8Musawomesa mŋoyo yenyu, sapaŋguʋa yokutsamŋisa,
Napazuʋa rokuidzwa murenje;
9Pandakaidzwa namadziɓaɓa enyu, ʋacindinetsa,
Ʋakaʋona maɓasa aŋgu makore anamakumi manna.
10Naiɀoɀo ndakanzwa shuŋgu pamsoro porudzi urwu,
Ndikati: Ʋanogara ʋacitsauka pamŋoyo yaʋo;
Asi haʋana‐kuziʋa nzira dzaŋgu;
11Naiɀoɀo ndakapika pakutsamŋa kwaŋgu, ndikati:
Haʋaŋgapindi pazororo raŋgu.
Ʋanotenda ʋoga ndiʋo ʋanopinda pazororo.
12Hama dzaŋgu, cenjerai kuti mukati momumŋe wenyu murege kuʋa nomŋoyo wakashata usiŋgatendi, mutsauke mucibʋa kunaMŋari mupenyu, 13asi simbisanai zuʋa rimŋe nerimŋe, kana kucanzi Nhasi; kuti kurege kuʋa nomumŋe wenyu unowomeswa nokunyeŋgera kweɀiʋi. 14Nokuti taʋa ʋagoʋerani pamŋe cete naKristu, kana ticiɓatisisa kuʋamba kwokutenda kweɗu kuȿikira pakuguma; 15ɀicinzi:
Nhasi, kana mucinzwa inzwi rake,
Musawomesa mŋoyo yenyu, sapaŋguʋa yokutsamŋisa.
16Nokuti ndiʋanani ʋakanzwa, ʋakamutsamŋisa? Haʋazi iʋo ʋose ʋakabva Egipita naMosesi here? 17Wakanzwa shuŋgu makore anamakumi manna pamsoro paʋanani? Haʋazi iʋo ʋakatadza, mitumbu yaʋo ikawira murenje here? 18Wakapika pamsoro paʋanani kuti haʋaŋgapindi pazororo rake? Haʋazi iʋo ʋasina‐kuterera here? 19Ɀino tinoʋona kuti ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kupinda nokusatenda kwaʋo.
Zvasarudzwa nguva ino
ƲaHeberu 3: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: