ƲaHeberu 4
4
1Naiɀoɀo, cipikirwa cokupinda muzororo rake ɀacici’po, tinofanira kutya kuti ɀimŋe kurege kuʋa nomumŋe wenyu ucawanikwa asiŋgaȿiki ikoko. 2Nokuti nesu ʋo takaparidzirwa Evaŋgeri, saiʋo; asi shoko raʋakanzwa, harina‐kuʋaɓatsira, nokuti harina‐kuveŋganiswa nokutenda kwaiʋo ʋakanzwa. 3Nokuti isu ʋakatenda, tinopinda pazororo irero, seɀaakareʋa, aciti:
Naiɀoɀo ndakapika pakutsamŋa kwaŋgu, ndikati:
Haʋaŋgapindi muzororo raŋgu;
kunyaŋge maɓasa ake akaŋga akwaniswa kubva pakuʋambga kwenyika. 4Nokuti paneimŋe nɀimbo wakataura pamsoro pezuʋa recinomŋe, aciti: Mŋari wakazorora nezuʋa recinomŋe pamaɓasa ake ose; 5napano ɀe:
Haʋaŋgapindi muzororo raŋgu.
6Naiɀoɀo, shoko ɀarici’po kuti ʋamŋe ʋacapinda pariri, ʋuye kuti aʋo ʋakaparidzirwa Evaŋgeri kare haʋana‐kupinda nokusaterera kwaʋo, 7unotara ɀe rimŋe zuʋa, rinonzi Nhasi — ndiɀo ɀaanotaura naDavidi, ŋguʋa huru yakaɗai yapfuʋura, (seɀakwakambotaurwa kare, ɀicinzi: )
Nhasi, kana mucinzwa inzwi rake,
Musawomesa mŋoyo yenyu.
8Nokuti ɗai Joshua akaŋga aʋapa zororo, haazaizoreʋa rimŋe zuʋa pashure. 9Ɀino zororo resaɓata raʋanhu ʋaMŋari rici’po. 10Nokuti uyo wakapinda muzororo rake, wakazorora iye amene pamaɓasa ake, saMŋari panaake. 11Naiɀoɀo ŋgatishiŋgaire kuti tipinde muzororo irero, kuti munhu arege kuʋa’po unozowa aciteʋera nzira iyo yokusaterera. 12Nokuti shoko raMŋari iɓenyu, rinesimba, rinopinza kukunda munondo unoceka kumatiʋi maʋiri, rinoɓaya kuȿikira panoparadzana mŋoyo nomŋeya, namafundo nomŋoŋgo; rinotoŋga mifuŋgo nendaŋgariro dzomŋoyo. 13Hakunecisikwa cisiŋgaʋonekwi naye, asi ɀinhu ɀose ɀakafukurwa nokuzarurwa pameso aiye watinofanira kuɀiɗaʋirira kwaari.
Kristu mukuru kuʋaprista ʋakuru ʋakare.
14Naiɀoɀo, ɀatinomuprista mukuru kwaɀo, wakapinda napakati pokuɗeŋga, iye Jesu, Mŋanakomana waMŋari, ŋgatiɓatisise kupupura kweɗu. 15Nokuti hatinomuprista mukuru usiŋgagoni kutinzwira tsitsi paʋutera bgeɗu, asi wakaidzwa paɀinhu ɀose sesu, asineɀiʋi. 16Naiɀoɀo, ŋgatisweɗerei tisiŋgatyi kucigaro coʋushe cenyasha, kuti tinzwirwe ŋgoni, tiwane nyasha, tiɓatsirwe neŋguʋa yakafanira.
Zvasarudzwa nguva ino
ƲaHeberu 4: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: