Isaya 39
39
Nhume dzinobva Babironi dzinoshanyira Hezekia.
1Ɀino neŋguʋa iyo Merodaki‐baradani mŋanakomana waBaradani, mambo weBabironi, wakatuma ŋwadi necipo kunaHezekia; nokuti wakaŋga anzwa kuti wairwara akapora ɀe. 2Hezekia akafara pamsoro paʋo, akaʋaratidza imba yakaŋga ineɀinokosha ɀake, sirveri, nendarama, neɀinonhuwira, namafuta anokosha, neimba yaiʋa nenhumbi dzake dzose dzokurwa nadzo, neɀose ɀakaŋga ɀiri pafuma yake; kwakaŋga kusisinecinhu mumba make, kana muʋushe bgake bgose, caʋasina‐kuratidzwa naHezekia. 3Ɀino muprofita Isaya akaȿika kunamambo Hezekia, akati kwaari: Ʋarume aʋa ʋakati kuɗiniko? Ʋakaȿika kwauri ʋacibvepi? Hezekia akati: Ʋakaŋga ʋabva kunyika iri kure, Babironi ʋaciʋuya kwandiri. 4Ipapo akati: Ʋakaʋonei mumba mako? Hezekia akapindura, akati: Ʋakaʋona ɀose ɀiri mumba maŋgu; hakunecinhu pakati pefuma yaŋgu candisina‐kuʋaratidza. 5Ipapo Isaya akati kunaHezekia: Inzwa shoko raJehova wehondo: 6Tarira, mazuʋa acaȿika, neŋguʋa iyo ɀose ɀiri mumba mako, neɀose ɀakaʋuŋganidzwa namadziɓaɓa ako kuȿikira ɀuʋa ranhasi, ɀicaiswa Babironi; hakunecinhu cicasiyiwa, ndiɀo ɀinotaura Jehova. 7Ʋamŋe ʋanakomana ʋako, ʋacabva kwauri, ʋaucaɓereka, ʋacatapxa; ʋacaʋa ʋaranda mumba mamambo weBabironi. 8Ipapo Hezekia akati kunaIsaya: Shoko raJehova ramataura rakanaka haro. Akati ʋo: Nokuti rugare neɀokwaɗi ɀicaʋa’po pamazuʋa aŋgu.
Zvasarudzwa nguva ino
Isaya 39: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: