Neŋguʋa yandicataura pamsoro porudzi rwaʋanhu, napamsoro poʋushe, kuti ndicarudzura, nokuruputsa, nokuruparadza; kana rudzi urwo, rwandakataura ɀinhu iɀi pamsoro parwo, rukaɀidzora paɀakaipa ɀarwo, ini ndicaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀandakafuŋga kuʋaitira.
Verenga chikamu Jeremia 18
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremia 18:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo