Ipapo mukadzi akasiya ciroŋgo cake, akaenda muguta, akati kuʋanhu: Ʋuyai muʋone munhu, wakandiʋudza ɀose ɀandakaita. Ko uyu handiti ndiye Kristu here? Ʋakaɓuɗa muguta, ʋakaenda kwaari.
Verenga chikamu Johane 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johane 4:28-30
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo