Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 28:16-20

Mateo 28:16-20 SUB1949

Ɀino ʋadzidzi ʋanegumi nomumŋe ʋakaenda Garirea, kugomo raʋakarairwa naJesu. Ʋakati ʋacimuʋona, ʋakamunamata, asi ʋamŋe ʋakanyunyuta. Ipapo Jesu wakaȿika, akataura kwaʋari, akati: Ndakapiwa simba rose kuɗeŋga napanyika. Endai naiɀoɀo, mudzidzise marudzi ose, muʋabapatidze muzita raƂaɓa, neroMŋanakomana, neroMŋeya Mutȿene; muʋadzidzise kuceŋgeta ɀose ɀandakakurairai imi; tarirai, ndinemi mazuʋa ose, kuȿikira pakuguma kwenyika.

Verenga chikamu Mateo 28