Nahumi 1:6
Nahumi 1:6 SUB1949
Ndiani uŋgamira pamberi pehasha dzake? Ndiani uŋgaramba amire pakutsamŋa kwake kukuru? Hasha dzake dzakaɗururwa somŋoto, matombo akaputsanyiwa naye.