Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nehemia 1:4

Nehemia 1:4 SUB1949

Ɀino ndakati ndanzwa mashoko iwayo, ndikagara pasi ndikacema, ndikaita mazuʋa ndicicema; ndikaɀinyima ɀokudya, ndikanyeŋgetera pamberi paMŋari wokuɗeŋga

Verenga chikamu Nehemia 1