Nehemia 1:4
Nehemia 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pandakanzwa zvinhu izvi, ndakagara pasi ndikachema. Ndakaita mazuva ndichichema, ndichinyengetera uye ndichitsanya pamberi paMwari wokudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 1Nehemia 1:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakati ndanzwa mashoko iwayo, ndikagara pasi ndikachema, ndikaita mazuva ndichichema; ndikazvinyima zvokudya, ndikanyengetera pamberi paMwari wokudenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 1Nehemia 1:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pandakanzwa mazwi iwaya ndakagara pasi ndikahwihwidza kuchema ndichiungudza kwamazuva akati kuti. Ndakaramba ndichitsanya ndichinamata kuna Mwari Wedenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 1