Ɀireʋo 22
22
1Zita rakanaka rinofanira kusanaŋgurwa kupfuʋura fuma zhinji;
Ʋuye kuɗikanwa kupfuʋura sirveri nendarama.
2Ʋafumi naʋarombo ʋanosoŋgana pamŋe cete;
Jehova ndiye muiti waʋo ʋose.
3Munhu wakaŋgwara unoʋona ɀakaipa, ndokuʋanda;
Asi ʋasinamano ʋanopfuʋura haʋo, ndokuwira munjodzi.
4Muɓairo wokuɀininipisa nokutya Jehova
Ifuma nokukudzwa noʋupenyu.
5Minzwa nemisuŋgo ɀiri panzira yousakarurama;
Asi unoceŋgeta mŋeya wake ucagara kure naɀo.
6Roʋedza mŋana nzira yaanofanira kufamba nayo,
Ipapo kunyaŋge akwegura haaŋgatsauki pairi.
7Mufumi unoɓata ʋushe pamsoro pomurombo;
Unotora cikwerete muranda wowakamupa cikwerete.
8Unodɀara ɀakaipa, ucaceka ɗambudziko;
Shamhu yokutsamŋa kwake icanyaŋgarika.
9Unomŋoyo munyoro ucaropafadzwa;
Nokuti unopa ʋarombo ɀokudya ɀake.
10Dziŋga muɗaɗi, kukakaʋara kugoenda ʋo;
Nenharo nokunyadzwa ɀicaguma.
11Unoɗa kucena kwomŋoyo,
Nounemiromo inofadza, mambo ucaʋa shamŋari yake.
12Meso aJehova anoceŋgeta uneziʋo;
Asi ucakonesa mashoko omunhu unonyeŋgedzera.
13Simbe inoti: Kuneshumba kunze,
Ndiŋgaʋurawa pakati penzira dzomumusha.
14Muromo waʋakadzi ʋokumŋe igomba rakadzika;
Unotsamŋirwa naJehova ucawira’mo.
15Ʋupenzi ʋunonamatira mumŋoyo womŋana;
Asi shamhu yokurairira icaʋudziŋgira kure naye.
16Unomanikidza murombo, unomufumisa;
Unopa mufumi ɀipo, unoŋgomushaisa.
17Rerekera nzeʋe yako, unzwe mashoko owakaceŋjera,
Mŋoyo wako uraŋgarire ziʋo yaŋgu.
18Nokuti cinhu cakanaka, kana ucigara naɀo mukati mako,
Ŋgaɀigare pamŋe cete pamiromo yako.
19Ndakakuziʋisa, iyewe, iɀoɀo nhasi,
Kuti uʋimbe naJehova.
20Handina‐kukunyorera mashoko akaiȿo‐naka here,
Okurairira neziʋo here?
21Kuti uziʋiswe kwaɀo mashoko eɀokwaɗi,
Kuti udzosere mashoko eɀokwaɗi kunaʋanokutuma here?
22Usatorera murombo, nokuti murombo;
Usamanikidza unotambudzika pasuʋo;
23Nokuti Jehova ucaʋarwira pamhaka dzaʋo,
Nokutadzira ʋupenyu bgaʋanoʋatadzira.
24Usashamŋaridzana nomumhu unotsamŋa;
Usafambidzana nomunhu unehasha;
25Kuti urege kudzidza tsika dzake,
Uteyire mŋeya wako musuŋgo.
26Usaʋa mumŋe waʋanoɀisuŋga noruʋoko,
Kana ʋakaɀiita ruɓatso nokuɗa kwecikwerete.
27Kana usina‐cauŋgaripa naco,
Ucagokutorereiko nhoʋo dzako pasi pako?
28Usabvisa muganho wekare,
Wakaiswa’po namadziɓaɓa ako.
29Unoʋona munhu unoshiŋgaira paɓasa rake here? Ucamira pamberi pamadzimambo;
Haaŋgamiri pamberi paʋanhu ʋasiŋgazikanwi.
Zvasarudzwa nguva ino
Ɀireʋo 22: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

:
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018