Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 39:4

Mapisarema 39:4 SUB1949

Jehova, ndiziʋisei mugumo waŋgu, Ʋuye mŋero wamazuʋa aŋgu, kuti akaɗini; Ndiziʋisei kuti ndinoŋgopfuʋura haŋgu.