Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 46:9

Mapisarema 46:9 SUB1949

Unogumisa kurwa kuȿikira pakuguma kwenyika; Unovuna ʋuta, nokuvuna‐vuna pfumo; Unopisa ŋgoro dzokurwa nomŋoto.