Mapisarema 46:9
Mapisarema 46:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anoita kuti hondo dzigume kusvikira kumagumo enyika; anovhuna uta uye anovhuna-vhuna mapfumo, anopisa nhoo nomoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 46Mapisarema 46:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anomisa hondo kusvika kwakaperera nyika, anotyora uta achityoranisa mapfumo, anopisa ngoro dzehondo nemoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 46Mapisarema 46:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anogumisa kurwa kusvikira pakuguma kwenyika; Anovhuna uta, nokuvhuna-vhuna pfumo; Anopisa ngoro dzokurwa nomoto.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 46