Mapisarema 50
50
Kushumira Mŋari kwaɀokwaɗi.
Pisarema raAsafa.
1Mŋari, iye Mŋari, Jehova, ndiye wakataura,
Akaɗana pasi pose kubva pakuɓuɗa kwezuʋa kuȿikira pakuʋira kwaro.
2Mŋari wakapenya
Ari paZioni, iro rakanaka‐naka kwaɀo.
3Mŋari weɗu unoʋuya, haaŋgarambi anyerere;
Mŋoto unoparadza pamberi pake,
Ƌutu guru rinomukomberedza.
4Unoɗana ɗeŋga kumsoro,
Napasi, kuti atoŋgere ʋanhu ʋake;
5Ʋuŋganidzirai ʋatȿene ʋaŋgu kwandiri;
Iʋo ʋakaita suŋgano neni neɀiɓayiro.
6Kuɗeŋga‐ɗeŋga kunoɗudzira kururama kwake;
Nokuti Mŋari ndiye mutoŋgi amene.
7Inzwai ʋanhu ʋaŋgu, ndicataura;
Imi Israeri, ndicakupupurirai:
Ndini Mŋari, iye Mŋari wenyu.
8Handiŋgakutukiyi pamsoro peɀiɓayiro ɀenyu;
Ɀipiriso ɀenyu ɀinopiswa ɀiri pamberi paŋgu ŋguʋa dzose.
9Handiŋgatori nzombe paimba yako,
Kana nhoŋgo dzembudzi paɀirugu ɀako.
10Nokuti mhuka dzose, dziri kuɗondo, ndedzaŋgu,
Neŋombe pamakomo anecuru camazana.
11Ndinoziʋa shiri dzose dzomumakomo;
Mhuka dzose, dziri musaŋgo, ndedzaŋgu.
12Kana ndaiʋa nenzara, handizaikuʋudza iwe;
Nokuti nyika ndeyaŋgu, neɀaizere naɀo.
13Ko ndiŋgadya nyama yehando,
Kana kunwa ropa rembudzi here?
14Ƃayirai Mŋari ɀiɓayiro ɀokuʋoŋga;
Uripire Wokumsoro‐soro mhiko dzako;
15Uɗane kwandiri pazuʋa rokutambudzika;
Ini ndicakurwira, iwe ugondirumbidza.
16Asi kunowakaipa Jehova unoti:
Iwe uŋgaɗudzira seiko ɀandakatema,
Nokureʋa suŋgano yaŋgu nomuromo wako?
17Ɀaunoʋeŋga kurairwa,
Nokurasha mashoko aŋgu shure kwako.
18Wakati uciʋona mbava, ukafarirana nayo,
Unoshamŋaridzana nemhombge.
19Unotendera muromo wako kureʋa ɀakaipa,
Rurimi rwako runotaura nhema.
20Unogara ucipomera hama yako;
Unoita makuhwa pamsoro pomŋanakomana wamai ʋako.
21Ɀinhu iɀi wakaɀiita, ndikaramba ndinyerere;
Wakafuŋga kuti ini ndakafanana newe cose;
Asi ndicakuraira, ndiciroŋgedzera ɀinhu iɀi pameso ako.
22Ɀino fuŋgai cinhu ici, imi ʋokukaŋganwa Mŋari,
Ndirege kukubvamburai, mukashaiwa murwiri:
23Munhu, unoɓayira ciɓayiro cokuʋoŋga, unondikudza;
Ʋuye unogadzira nzira yake ɀakanaka
Ndicamuratidza kuponesa kwaMŋari.
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 50: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

:
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018