Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 59:9-10

Mapisarema 59:9-10 SUB1949

Imi simba raŋgu, ndicakumirirai; Nokuti Mŋari ndiye nhare yaŋgu yakakwirira. Mŋari waŋgu ucandiciŋgura netsitsi dzake; Mŋari ucandiʋonesa kukundwa kwaʋaʋeŋgi ʋangu.