Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 81:13-14

Mapisarema 81:13-14 SUB1949

Haiwa, ɗai ʋanhu ʋaŋgu ʋainditerera haʋo, Ƌai Israeri aifamba nenzira dzaŋgu! Ndiŋgaɗai ndakakurumidza kukunda ʋaʋeŋgi ʋaʋo, Nokuroʋa ʋadziʋisi ʋaʋo noruʋoko rwaŋgu.