Ndikaenda kumutumŋa, ndikati kwaari: Ndipei buku ɗuku. Iye akati kwandiri: Tora, uidye; icaʋaʋisa muɗumbu mako, asi mumuromo mako icanaka soʋuci. Ipapo ndakatora buku ɗuku muruʋoko rwomutumŋa, ndikaidya; ikanaka mumuromo maŋgu soʋuci; asi ndakati ndaidya, muɗumbu maŋgu mukaʋaʋiswa.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 10:9-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo