Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀakazarurwa 9:1

Ɀakazarurwa 9:1 SUB1949

Ɀino mutumŋa wecishanu wakaridza, ndikaʋona nyeredzi, yakabva kuɗeŋga, yawira pasi; ikapiwa kiyi yegomba rakadzika‐dzika.