Zekaria 3:7
Zekaria 3:7 SUB1949
Ɀanzi naJehova wehondo: Kana ukafamba nenzira dzaŋgu, kana ukaceŋgeta ɀandakakuraira, ipapo ucatoŋga imba yaŋgu, ʋuye ucaceŋgeta ʋo maʋazhe aŋgu, ini ndicakupa mapindire pakati paʋamire pano.