1 Makoronike 4:10
1 Makoronike 4:10 SNA2002
Jabhezi akadana kuna Mwari waIsiraeri, akati, “Haiwa, dai muchindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yangu, nokundifambisa noruoko rwenyu, nokundichengeta kune zvakaipa, kuti zvirege kundiwira!” Mwari akamupa zvaakakumbira.

