Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 18:21

1 Madzimambo 18:21 SNA2002

Zvino Eria akaswedera kuvanhu vose, akati, “Mucharamba muchifunga mifungo miviri kusvikira riniko? Kana Jehovha ari Mwari, mumutevere, kana ari Bhaari, mumutevere iye.” Asi vanhu havana kupindura shoko rimwe.