1 Madzimambo 18:27
1 Madzimambo 18:27 SNA2002
Zvino panguva yamasikati makuru Eria akavaseka, akati, “Danidzirai kwazvo; nokuti mwari, zvimwe ari pakufunga, zvimwe waenda kumwe, zvimwe wafamba rwendo, kana zvimwe uvete hake, anofanira kumutswa.”