1 Madzimambo 19:8
1 Madzimambo 19:8 SNA2002
Akasimuka, akadya, akanwa, akafamba asimbiswa nezvokudya izvo, mazuva makumi mana nousiku huna makumi mana kusvikira paHorebhu, pagomo raMwari.