Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 19:8 - Compare All Versions

1 Madzimambo 19:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Naizvozvo akamuka akadya, akanwa. Zvokudya izvozvo zvakamupa simba zvokuti akafamba kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana kusvikira asvika paHorebhi, gomo raMwari.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 BDSC

1 Madzimambo 19:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akasimuka, akadya, akanwa, akafamba asimbiswa nezvokudya izvo, mazuva makumi mana nousiku huna makumi mana kusvikira paHorebhu, pagomo raMwari.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SNA2002

1 Madzimambo 19:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akamuka akadya akanwira mvura. Nesimba rembuva iyoyo akagona kufamba siku nesikati kwamazuva makumi mana kuHorebhu, gomo raMwari.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLBD

1 Madzimambo 19:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akasimuka, akadya, akanwa, akafamba asimbiswa neɀokudya iɀo, mazuʋa makumi manna noʋusiku bgunamakumi manna kuȿikira paHorebi, pagomo raMŋari.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SUB1949

1 Madzimambo 19:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akamuka akadya akanwira mvura. Nesimba rembuva iyoyo akagona kufamba siku nesikati kwamazuva makumi mana kuHorebhu, gomo raMwari.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLB