1 Madzimambo 9:3
1 Madzimambo 9:3 SNA2002
Jehovha akati kwaari, “Ndakanzwa kunyengetera kwako nokukumbira kwako kwawakaita pamberi pangu; ndakatsaura imba iyi yawakavaka, kuti ndiise zita rangupo nokusingaperi; meso angu nomwoyo wangu zvichavapo nguva dzose.

