2 Madzimambo 4:5
2 Madzimambo 4:5 SNA2002
Naizvozvo akabva kwaari, akapfiga mukova, iye navana vake vari mukati; ivo vakamusvitsa midziyo, akadira.