Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 4:5 - Compare All Versions

2 Madzimambo 4:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Naizvozvo akabva kwaari, akapfiga mukova iye navana vake vari mukati. Vakauya nemidziyo kwaari, iye akaramba achingodira.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 BDSC

2 Madzimambo 4:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Naizvozvo akabva kwaari, akapfiga mukova, iye navana vake vari mukati; ivo vakamusvitsa midziyo, akadira.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SNA2002

2 Madzimambo 4:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Saizvozvo mudzimai uyu akabva pana Erisha akandozvipfigira mumba iye navanakomana vake. Iye aiadururiramo vana vake vachimutambidza midziyo.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SCLBD

2 Madzimambo 4:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naiɀoɀo akabva kwaari, akapfiga mukoʋa, iye naʋana ʋake ʋari mukati; iʋo ʋakamuȿitsa midziyo, akaɗira.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SUB1949

2 Madzimambo 4:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Saizvozvo mudzimai uyu akabva pana Erisha akandozvipfigira mumba iye navanakomana vake. Iye aiadururiramo vana vake vachimutambidza midziyo.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 4 SCLB