2 Madzimambo 4:5
2 Madzimambo 4:5 SCLB
Saizvozvo mudzimai uyu akabva pana Erisha akandozvipfigira mumba iye navanakomana vake. Iye aiadururiramo vana vake vachimutambidza midziyo.