Zvino chibereko choMweya ndirwo rudo, norufaro, rugare, mwoyo murefu, mwoyo munyoro, kunaka, kutendeka, unyoro, nokuzvidzora; hakuna murayiro unodzivisa zvinhu zvakadai.
Verenga chikamu Vagaratiya 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vagaratiya 5:22-23
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo