Jeremiya 6:19
Jeremiya 6:19 SNA2002
Inzwa, “Iwe nyika, tarira, ndini ndinouyisira vanhu ava zvakaipa, izvo zvibereko zvemifungo yavo, nokuti havana kuterera mashoko angu; kana uri murayiro wangu, vakauramba.