Pakurota, kana pane zvinoonekwa usiku, Kana munhu abatwa nehope kwazvo, Kana avete panhoo; Ipapo unodziura nzeve dzavanhu, Nokusimbisa kurairwa kwavo, Kuti adzore munhu pakuvavarira zvakaipa, Nokuvanzira munhu kuzvikudza; Kuti adzore mweya wake pagomba. Hupenyu hwake hurege kuparadzwa nomunondo.
Verenga chikamu Jobho 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobho 33:15-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo