Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 1:18-19

Mateu 1:18-19 SNA2002

Kuberekwa kwaJesu Kristu kwaiva kudai: Maria, mai vake, akati akaroorwa naJosefa, vasati vasangana, akaonekwa ava napamuviri naMweya Mutsvene. Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire.

Verenga chikamu Mateu 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateu 1:18-19