Mateu 12:29
Mateu 12:29 SNA2002
“Munhu angapinda seiko paimba yaanesimba, akatora nhumbi dzake, kana asati ambosunga uya anesimba? Ipapo achaparadza imba yake.