Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 107:28-29

Mapisarema 107:28-29 SNA2002

Zvino vochema kuna Jehovha panhamo yavo, Iye ndokuvabudisa pamadambudziko avo. Anonyaradza dutu remhepo, Mafungu aro ndokunyarara.