Mapisarema 117
117
Ndudzi dzose ngadzirumbidze Jehovha
1Rumbidzai Jehovha, imi ndudzi dzose dzavanhu;
Mukudzei, imi vanhu vose.
2Nokuti ngoni dzake kwatiri ihuru;
Kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi.
Hareruya!
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 117: SNA2002
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© Shona Union Version 2002