Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 134

134
Varanda vaJehovha ngavamurumbidze
Rwiyo rworwendo.
1Tarirai, rumbidzai Jehovha,
imi varanda vose vaJehovha,
Imi munomira usiku mumba maJehovha.
2Simudzirai maoko enyu kunzvimbo tsvene,
Murumbidze Jehovha.
3Jehovha ngaakuropafadze ari paZioni;
Iye akasika kudenga napasi.

Zvasarudzwa nguva ino

Mapisarema 134: SNA2002

Sarudza vhesi

Pakurirana nevamwe

Sarudza zvinyorwa izvi

None

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda