Vacharamba vachibereka zvibereko pakukwegura kwavo; Vachava vanyoro navatsva; Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari.
Verenga chikamu Mapisarema 92
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 92:14-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo