Mapisarema 92:14-15
Mapisarema 92:14-15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋacaramba ʋaciɓereka ɀiɓereko pakukwegura kwaʋo; Ʋacaʋa ʋanyoro naʋatȿa; Kuti ʋaparidze kuti Jehova wakarurama; Ndiye ɗombo raŋgu, hapanecinhu cisina‐kururama maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 92Mapisarema 92:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vacharamba vachibereka zvibereko pakukwegura kwavo, vachagara vari vanyoro uye vari vatsva. Vachaparidza kuti, “Jehovha akarurama; ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 92Mapisarema 92:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vacharamba vachibereka zvibereko pakukwegura kwavo; Vachava vanyoro navatsva; Kuti vaparidze kuti Jehovha akarurama; Ndiye dombo rangu, hapana chinhu chisina kururama maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 92