Zvino ndakaona chikara chichikwira chichibva mugungwa, chine nyanga dzine gumi nemisoro minomwe; napamusoro penyanga dzacho pakanga pane korona dzine gumi, napamusoro pemisoro yacho mazita okumhura Mwari.
Verenga chikamu Zvakazarurwa 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvakazarurwa 13:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo